Ekisodho 32:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino chienda, tungamirira vanhu kunzvimbo yandakataura nezvayo, uye mutumwa wangu achakutungamirirai. Kunyange zvakadaro, nguva yokuti ndirange painosvika, ndichavaranga nokuda kwechivi chavo.”

Ekisodho 32

Ekisodho 32:32-35