Ekisodho 32:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akati, “Imi matsaurirwa Jehovha nhasi, nokuti makanga muchirwa navanakomana venyu uye nehama dzenyu, uye akuropafadzai nhasi.”

Ekisodho 32

Ekisodho 32:19-35