Ekisodho 32:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akaona kuti vanhu vakanga vatopenga zvavo uye kuti Aroni akanga avarega vasisazvidzori uye kuti vakanga vava chiseko kuvavengi vavo.

Ekisodho 32

Ekisodho 32:19-30