Ekisodho 32:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati kwandiri, ‘Tiitire vamwari vachatitungamirira. Kana ari munhu uyu Mozisi akatibudisa kubva muIjipiti, hatizivi zvakaitika kwaari.’

Ekisodho 32

Ekisodho 32:21-28