Ekisodho 32:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati aswedera pamusasa uye akaona mhuru uye nokutamba, kutsamwa kwake kwakavira uye akakanda mahwendefa achibva mumaoko ake, akaaputsa kuita zvidimbu zvidimbu pajinga regomo.

Ekisodho 32

Ekisodho 32:9-21