Ekisodho 32:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakati vaona kuti Mozisi akanga anonoka kwazvo kuburuka kubva mugomo, vakaungana pana Aroni uye vakati, “Uya, tiitire vamwari vachatitungamirira. Kana ari munhu uyu Mozisi akatibudisa muIjipiti, hatizivi zvaitika kwaari.”

Ekisodho 32

Ekisodho 32:1-4