Ekisodho 30:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tora zvinonhuwira zvinotevera izvi: mazana mashanu amashekerid emura inoerera, hafu yakadaro (ndiwo mazana maviri namakumi mashanu amashekeri) ezvinonhuwira zvesinamoni, mazana maviri namakumi mashanu enzimbe,

Ekisodho 30

Ekisodho 30:19-24