Ekisodho 30:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Inofanira kuenzana mativi ayo ose ari mana, yakareba kubhiti rimwe chetea uye kubhiti rimwe chete paupamhi, uye kukwirira kwayo makubhiti mavirib, nyanga dzayo dzive chinhu chimwe chete nayo.

Ekisodho 30

Ekisodho 30:1-8