Ekisodho 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati kuna Mwari, “Ko, kana ndikaenda kuvaIsrareri uye ndikanoti kwavari, ‘Mwari wamadzibaba enyu andituma kwamuri,’ uye ivo vakandibvunza kuti, ‘Zita rake ndiani?’ ipapo ndichavaudzeiko?”

Ekisodho 3

Ekisodho 3:4-22