Ekisodho 29:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndipo pandichasangana newe uye ndigotaura kwauri, ndipozve pandichasangana navaIsraeri, uye nzvimbo iyi ichatsaurwa nokubwinya kwangu.

Ekisodho 29

Ekisodho 29:40-46