Ekisodho 29:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana wake achamutevera pauprista uye anouya kuTende Rokusangana kuti azoshumira ari muNzvimbo Tsvene, anofanira kudzipfeka kwamazuva manomwe.

Ekisodho 29

Ekisodho 29:26-31