Ekisodho 28:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ichava pahuma yaAroni, uye iye achatakura mhosva dzingava pazvipo zvitsvene zvinotsaurwa navaIsraeri, zvingava zvipo zvipi hazvo. Zvichava pahuma yaAroni nguva dzose kuitira kuti zvigamuchirwe naJehovha.

Ekisodho 28

Ekisodho 28:29-43