Ekisodho 27:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ruvazhe ruchareba makubhiti zanag uye makubhiti makumi mashanuh paupamhi, namachira emicheka yakarukwa yakaisvonaka yakareba makubhiti mashanui, uye nezvigadziko zvendarira.

Ekisodho 27

Ekisodho 27:17-21