Ekisodho 27:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uvake aritari yamatanda omuakasia, makubhiti matatua pakukwirira kwayo; inofanira kuva namativi mana akaenzana, kureba kwayo makubhiti mashanub uye upamhi hwayo makubhiti mashanu.

Ekisodho 27

Ekisodho 27:1-9