Ekisodho 25:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bukira rimwe chete richava pasi pamatavi maviri okutanga anotambarara kubva pachigadziko chomwenje, bukira rechipiri riri pasi pamamwe matavi maviri, uye bukira rechitatu riri pasi pamamwezve pamatavi maviri, mativi ose ari matanhatu.

Ekisodho 25

Ekisodho 25:31-40