Ekisodho 25:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mikombe mitatu yakaumbwa samaruva omuarimondi namabukira uye namaruva zvinofanira kuva padavi rimwe chete, matatu kune rimwe davi, uye zvimwe chetezvo kumativi matanhatu ose anotambarara kubva pachigadziko chomwenje.

Ekisodho 25

Ekisodho 25:26-38