Ekisodho 25:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uite chigadziko chomwenje chegoridhe rakaisvonaka uye ugoipambadzira pasi payo pamwe chete nerwiriko rwayo; mbiya dzayo, mabukira namaruva acho zvichava chinhu chimwe chete nacho.

Ekisodho 25

Ekisodho 25:24-35