Ekisodho 24:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akatora Bhuku reSungano akariverengera vanhu. Ivo vakati, “Tichaita zvinhu zvose zvakarehwa naJehovha; tichazviteerera.”

Ekisodho 24

Ekisodho 24:3-17