Ekisodho 24:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akanyora zvinhu zvose zvakanga zvarehwa naJehovha. Akamuka mangwana acho mangwanani akavaka aritari mujinga megomo uye akamisa mbiru dzamabwe gumi nembiri dzichimirira marudzi gumi namaviri avaIsraeri.

Ekisodho 24

Ekisodho 24:3-14