Ekisodho 24:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akapinda mugore paakanga achikwira mugomo. Uye akagara mugomo kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana.

Ekisodho 24

Ekisodho 24:13-18