Ekisodho 23:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usava nechokuita nokupomerwa kwemhosva yenhema uye usatongera rufu munhu asina mhosva, kana munhu akatendeka, nokuti ini handizopembedzi munhu ane mhosva.

Ekisodho 23

Ekisodho 23:5-10