Ekisodho 23:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndichasimbisa miganhu yenyu kubva kuGungwa Dzvuku kusvikira kuGungwa ravaFiristia, uye kubva kuRenje kusvikira kuRwizi. Ndichaisa mumaoko enyu vanhu vagere munyika iyi uye imi muchavadzinga pamberi penyu.

Ekisodho 23

Ekisodho 23:21-33