Ekisodho 23:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi handizovadzingi mugore rimwe chete, nokuti nyika ingazoita sango uye mhuka dzesango dzikakuwandirai.

Ekisodho 23

Ekisodho 23:28-33