Ekisodho 22:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana munhu akakwereta chipfuwo kubva kumuvakidzani wake uye icho chikakuvara kana kufa, muridzi wacho asipo, iye anofanira kuripa.

Ekisodho 22

Ekisodho 22:8-23