Ekisodho 22:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nyaya iri pakati pavo inofanira kugadziriswa nokuita mhiko pamberi paJehovha yokuti muvakidzani haana kuisa maoko ake pazvinhu zvomumwe munhu. Muridzi anofanira kugamuchira izvi, uye hapana muripo unodikanwa apa.

Ekisodho 22

Ekisodho 22:9-21