Ekisodho 22:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana munhu akaba nzombe kana gwai uye akauraya kana kutengesa anofanira kuripa mombe shanu nokuda kwenzombe uye makwai mana pagwai rimwe chete.

Ekisodho 22

Ekisodho 22:1-4