Ekisodho 21:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana asingafadzi tenzi akamusarudza kuti ave wake, anofanira kumurega kuti adzikinurwe. Haana mvumo yokumutengesa kuvatorwa, nokuti aputsa chitenderano naye.

Ekisodho 21

Ekisodho 21:2-13