Ekisodho 21:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana hando ikatunga murandarume kana murandakadzi, muridzi wayo anofanira kuripa mashekeri esirivha makumi matatua kuna tenzi womuranda, uye hando inofanira kutakwa namabwe.

Ekisodho 21

Ekisodho 21:30-33