Ekisodho 21:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro hazvo, kana hando yanga ine tsika yokutunga uye muridzi wayo akamboyambirwa hake asi akasaipfigira mudanga uye ikauraya murume kana mukadzi, hando iyo inofanira kutakwa namabwe uyewo muridzi wayo anofanira kuurayiwa.

Ekisodho 21

Ekisodho 21:26-31