Ekisodho 21:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana munhu akarova murandarume kana murandakadzi paziso uye akariparadza, anofanira kurega muranda achienda akasununguka kuti atsive ziso rake.

Ekisodho 21

Ekisodho 21:16-30