Ekisodho 21:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

munhu arova haazobatwi nemhosva kana mumwe wacho akamuka akafambafamba kunze nomudonzvo wake; kunyange zvakadaro hazvo, anofanira kuripa munhu akakuvara nokuda kwokurasikirwa kwake nenguva yake uye aone kuti apora zvachose.

Ekisodho 21

Ekisodho 21:12-22