Ekisodho 21:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ani naani anoba mumwe munhu uye akamutengesa kana kuti akawanikwa achinaye paanenge abatwa, anofanira kuurayiwa.

Ekisodho 21

Ekisodho 21:11-25