Ekisodho 20:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usazvipfugamira kana kuzvinamata, nokuti ini Jehovha Mwari wako, ndiri Mwari ane godo, ndinoranga vana nokuda kwechivi chamadzibaba kusvikira kurudzi rwechitatu norwechina rwaavo vanondivenga,

Ekisodho 20

Ekisodho 20:1-8