Ekisodho 20:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Usachiva imba yomuvakidzani wako. Usachiva mukadzi womuvakidzani wako, kana murandarume wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chinhu chipi zvacho chomuvakidzani wako.”

Ekisodho 20

Ekisodho 20:15-26