Ekisodho 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo hanzvadzi yake yakakumbira mwanasikana waFaro ikati, “Ndingaenda here ndikandokutorerai mumwe wavakadzi vechiHebheru kuti azokurererai mwana?”

Ekisodho 2

Ekisodho 2:1-11