Ekisodho 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mwanasikana waFaro akaburuka akaenda kurwizi Nairi kuti andoshamba, uye varandakadzi vake vakanga vachifamba vachitevedza mahombekombe. Akaona tswanda pakati petsanga ndokubva atuma murandakadzi wake kuti andoitora.

Ekisodho 2

Ekisodho 2:1-10