Ekisodho 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zipora akabereka mwanakomana, uye Mozisi akamutumidza zita rokuti Gerishomi, achiti, “Ndava mueni munyika yavatorwa.”

Ekisodho 2

Ekisodho 2:19-25