Ekisodho 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye mukadzi uyu akava nemimba akabereka mwanakomana. Paakaona kuti akanga ari mwana akanaka, akamuvanza kwemwedzi mitatu.

Ekisodho 2

Ekisodho 2:1-12