Ekisodho 19:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vose vakapindura pamwe chete vachiti, “Tichaita zvose zvakarehwa naJehovha.” Saka Mozisi akadzosera mhinduro yavo kuna Jehovha.

Ekisodho 19

Ekisodho 19:1-15