Ekisodho 19:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akakwira kuna Mwari, uye Jehovha akadana kwaari ari mugomo akati, “Izvi ndizvo zvaunofanira kutaura kuimba yaJakobho uye zvaunofanira kuudza vanhu veIsraeri:

Ekisodho 19

Ekisodho 19:1-5