Ekisodho 19:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Jehovha akapindura akati, “Buruka undotora Aroni ukwire naye kuno. Asi vaprista navanhu havafaniri kumanikidzira kusvika kuno kuna Jehovha, nokuti angavaparadza.”

25. Saka Mozisi akaburuka akaenda kuvanhu akandovaudza.

Ekisodho 19