Ekisodho 19:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati kuna Jehovha, “Vanhu havangakwiri muGomo reSinai, nokuti imi pachenyu makatiyambira mukati, ‘Isai miganhu yakapoteredza gomo uye muritsaure kuti rive dzvene.’ ”

Ekisodho 19

Ekisodho 19:13-25