Ekisodho 19:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye Jehovha akati kwaari, “Buruka unoyambira vanhu kuti varege kumanikidzira kupinda kuti vandoona Jehovha vazhinji vavo vakazofa.

Ekisodho 19

Ekisodho 19:16-25