Ekisodho 19:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gomo reSinai rakanga rakafukidzwa noutsi, nokuti Jehovha akanga aburukira pamusoro paro ari mumoto. Utsi hwakapfungaira huchikwira kumusoro soutsi hwakanga huchibva pavira romoto, gomo rose rakazungunuka nesimba guru,

Ekisodho 19

Ekisodho 19:15-22