Ekisodho 19:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo achatakwa namabwe kana kubayiwa nemiseve; hakuna ruoko ruchamubata. Angava munhu kana chipfuwo, haangatenderwi kurarama.’ Vangakwira havo kugomo kana bedzi hwamanda yorunyanga rwegondohwe yaramba ichirira.”

Ekisodho 19

Ekisodho 19:9-17