Ekisodho 18:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akataurira tezvara wake zvinhu zvose zvakaitwa naJehovha kuna Faro nokuvaIjipita nokuda kwavaIsraeri, uyewo nokutambudzika kwavakasangana nako munzira, uye kuti Jehovha akavaponesa sei.

Ekisodho 18

Ekisodho 18:1-11