Ekisodho 18:25-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Akasarudza varume vaikwanisa kubva pakati pavaIsraeri vose akavaita vatungamiriri vavanhu, akavaita vabati vezviuru, vabati vamazana, vabati vamakumi mashanu, navabati vegumi.

26. Vakashanda savatongi vavanhu nguva dzose. Mhaka dzakaoma ndidzo dzavakauya nadzo kuna Mozisi, asi dzakareruka ndivo vaitonga ivo pachavo.

27. Ipapo Mozisi akatendera tezvara wake kuti aende hake, uye Jeturo akadzokera kunyika yake.

Ekisodho 18