Ekisodho 18:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tezvara wake akati aona zvose zvakanga zvichiitwa naMozisi kuvanhu, akati, “Chiiko ichi chauri kuitira vanhu? Seiko iwe uchitonga uri woga, asi vanhu vose ava vamire vakakupoteredza kubva mangwanani kusvikira madekwana?”

Ekisodho 18

Ekisodho 18:5-21