Ekisodho 18:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jeturo, tezvara waMozisi, akauya nechipiriso chinopiswa nezvimwewo zvibayiro kuna Mwari, uye Aroni akauya navakuru vose veIsraeri kuti vazodya chingwa pamwe chete natezvara waMozisi pamberi paMwari.

Ekisodho 18

Ekisodho 18:7-15