Ekisodho 18:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jeturo, muprista weMidhiani uye ari tezvara waMozisi, akanzwa zvinhu zvose zvakaitirwa Mozisi naMwari uye nokuvanhu vake ivo vaIsraeri, uye kuti Jehovha akanga abudisa vaIsraeri sei kubva muIjipiti.

Ekisodho 18

Ekisodho 18:1-6